Johani 8:52 BDMCS

52 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Tinoziva zvino kuti une dhimoni iwe! Abhurahama akafa navaprofita vakafawo, asi iwe unoti kana munhu akachengeta shoko rako, haangatongoraviri rufu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:52 akapoteredza