Johani 8:54 BDMCS

54 Jesu akapindura akati, “Kana ini ndichizvirumbidza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo. Baba vangu, avo vamunoti ndivo Mwari wenyu, ndivo vanondikudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:54 akapoteredza