Johani 8:57 BDMCS

57 VaJudha vakati, “Iwe hausati watombova namakore makumi mashanu okuzvarwa, asi unoti iwe wakaona Abhurahama!”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:57 akapoteredza