Johani 8:7 BDMCS

7 Vakati varamba vachimubvunza, akatwasuka akati kwavari, “Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:7 akapoteredza