Johani 9:22 BDMCS

22 Vabereki vake vakataura izvi nokuti vaitya vaJudha, nokuti vaJudha vakanga vatotenderana kuti ani naani anenge angopupura kuti Jesu ndiye Kristu aizofanira kubudiswa musinagoge.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:22 akapoteredza