Johani 9:24 BDMCS

24 Vakadanazve murume uya akambenge ari bofu kechipiri. Vakati kwaari, “Ipa mbiri kuna Mwari. Isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:24 akapoteredza