Judha 1:10 BDMCS

10 Asi vanhu ava vanotaura zvisina maturo pamusoro pezvinhu zvavasinganzwisisi; uye kunyange nezvinhu zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingafungi, zvinhu izvozvi ndizvo chaizvo zvinovaparadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1

Maonero Judha 1:10 akapoteredza