Mabasa Avapostori 1:16 BDMCS

16 uye akati, “Hama, Rugwaro rwaifanira kuzadziswa rwakataurwa noMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi pamusoro paJudhasi, uyo akabatsira kutungamirira vaya vakasunga Jesu,

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 1

Maonero Mabasa Avapostori 1:16 akapoteredza