3 Shure kwokutambudzika kwake, akazviratidza kuvanhu ava akaratidza zviratidzo zvizhinji zvokuti iye akanga ari mupenyu. Akaonekwa navo mazuva anopfuura makumi mana uye akataura nezvoumambo hwaMwari.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 1
Maonero Mabasa Avapostori 1:3 akapoteredza