6 Saka vakati vaungana pamwe chete, vakamubvunza vakati, “Ishe, mava kuzodzosera ushe kuvaIsraeri panguva ino here?”
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 1
Maonero Mabasa Avapostori 1:6 akapoteredza