Mabasa Avapostori 10:14 BDMCS

14 Petro akapindura akati, “Zvirokwazvo kwete, Ishe! Handina kutongodya chinhu chisina kunaka kana chine tsvina.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10

Maonero Mabasa Avapostori 10:14 akapoteredza