42 Akatirayira kuti tiparidze kuvanhu uye tipupure kuti ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wavapenyu navakafa.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10
Maonero Mabasa Avapostori 10:42 akapoteredza