Mabasa Avapostori 12:11 BDMCS

11 Ipapo Petro akapengenuka akati, “Zvino ndava kuziva ndisingatongokahadziki kuti Ishe atuma mutumwa wake uye andinunura pamaoko aHerodhi napazvinhu zvose zvanga zvakatarisirwa navanhu vechiJudha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 12

Maonero Mabasa Avapostori 12:11 akapoteredza