Mabasa Avapostori 13:11 BDMCS

11 Zvino ruoko rwaShe rwava pamusoro pako. Uchava bofu, uye uchatadza kuona chiedza chezuva kwechinguva.”Pakarepo mhute nerima zvakauya pamusoro pake, akadzivaira pose pose achitsvaka mumwe munhu angamutungamirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13

Maonero Mabasa Avapostori 13:11 akapoteredza