17 Mwari wavanhu veIsraeri akasarudza madzibaba edu; akaita kuti vanhu vabudirire panguva yavaigara muIjipiti, akavabudisa munyika iyo nesimba guru,
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13
Maonero Mabasa Avapostori 13:17 akapoteredza