Mabasa Avapostori 13:22 BDMCS

22 Shure kwokunge abvisa Sauro, akagadza Dhavhidhi kuti ave mambo wavo. Iye akapupura pamusoro pake achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese murume wapamwoyo pangu; iye achaita zvinhu zvose zvandinoda kuti aite.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13

Maonero Mabasa Avapostori 13:22 akapoteredza