Mabasa Avapostori 13:25 BDMCS

25 Johani paakanga ava kupedzisa basa rake, akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handizi iye uya. Kwete, asi iye ari kuuya shure kwangu, ndiye wandisingakodzeri kusunungura shangu dzake.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13

Maonero Mabasa Avapostori 13:25 akapoteredza