43 Ungano yakati yapararira, vazhinji vavaJudha navamwe vakanga vatendeukira kuchiJudha vakatevera Pauro naBhanabhasi, ivo vakataura navo uye vakavakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13
Maonero Mabasa Avapostori 13:43 akapoteredza