Mabasa Avapostori 13:50 BDMCS

50 Asi vaJudha vakakurudzira vakadzi vaitya Mwari uye vaikudzikana navarume vairemekedzwa veguta, vakamutsira Pauro naBhanabhasi kutambudzwa, uye vakavadzinga mudunhu ravo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13

Maonero Mabasa Avapostori 13:50 akapoteredza