Mabasa Avapostori 14:11 BDMCS

11 Vazhinji vakati vaona zvakanga zvaitwa naPauro, vakadanidzira norurimi rwechiRikonia vachiti, “Vamwari vaburuka kwatiri muchimiro chavanhu!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 14

Maonero Mabasa Avapostori 14:11 akapoteredza