Mabasa Avapostori 15:8 BDMCS

8 Mwari, iye anoziva mwoyo yavanhu akaratidza kuti anovagamuchira nokuvapa Mweya Mutsvene, sezvaakangoitawo kwatiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 15

Maonero Mabasa Avapostori 15:8 akapoteredza