10 Shure kwokunge Pauro aona chiratidzo, takagadzirira pakarepo kuti tibve tiende kuMasedhonia, tagutsikana kuti Mwari akanga atidana kuti tindovaparidzira vhangeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16
Maonero Mabasa Avapostori 16:10 akapoteredza