Mabasa Avapostori 16:12 BDMCS

12 Kubva ipapo takaenda kuFiripi, nyika yaitongwa navaRoma uye guta guru redunhu reMasedhonia. Uye takagara mazuva mazhinji ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:12 akapoteredza