Mabasa Avapostori 16:18 BDMCS

18 Akaramba achiita izvi kwamazuva mazhinji. Pakupedzisira Pauro akashushikana zvikuru zvokuti akatendeuka akati kumweya uyu, “Muzita raJesu Kristu ndinokurayira kuti ubude maari!” Nenguva yakare iyoyo mweya wakabva maari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:18 akapoteredza