Mabasa Avapostori 16:36 BDMCS

36 Muchengeti wetorongo akati kuna Pauro, “Vatongi varayira kuti iwe naSirasi musunungurwe. Zvino mungaenda henyu. Endai norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:36 akapoteredza