Mabasa Avapostori 17:11 BDMCS

11 Zvino vaBheria vakanga vane tsika dzakanaka kupfuura vaTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nemwoyo inodisisa uye vachinzvera Magwaro zuva rimwe nerimwe kuti vaone kana zvairehwa naPauro zvaiva izvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 17

Maonero Mabasa Avapostori 17:11 akapoteredza