Mabasa Avapostori 17:23 BDMCS

23 Nokuti ndakati ndichifamba-famba uye ndikanyatsotarisisa zvinhu zvamunonamata, ndakaona kunyange nearitari yakanyorwa kunzi: KUNA MWARI ASINGAZIVIKANWI. Zvino chamunonamata sechinhu chisingazivikanwi ndicho chandinokuparidzirai.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 17

Maonero Mabasa Avapostori 17:23 akapoteredza