Mabasa Avapostori 17:29 BDMCS

29 “Naizvozvo sezvo tiri chibereko chaMwari, hatifaniri kufunga kuti umwari hwakaita segoridhe kana sirivha kana ibwe, chifananidzo chakavezwa noumhizha hwomunhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 17

Maonero Mabasa Avapostori 17:29 akapoteredza