13 Vamwe vaJudha vaifamba vachidzinga mweya yakaipa vakaedza kudana zita raJesu pamusoro paavo vakanga vakabatwa namadhimoni vachiti, “Muzita raJesu, anoparidzwa naPauro, ndinokurayira kuti ubude.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19
Maonero Mabasa Avapostori 19:13 akapoteredza