16 Ipapo munhu akanga ane mweya wakaipa akasvetukira pavari akavakurira vose. Akavarova zvokuti vakamhanya vachibuda mumba vasina kupfeka uye vachibuda ropa.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19
Maonero Mabasa Avapostori 19:16 akapoteredza