35 Munyori weguta akanyaradza vanhu akati, “Varume veEfeso, ko, nyika yose haizivi here kuti guta reEfeso ndiro rinochengeta temberi yaAritemisi mukuru nomufananidzo wake, uyo wakawa uchibva kudenga?
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19
Maonero Mabasa Avapostori 19:35 akapoteredza