Mabasa Avapostori 2:46 BDMCS

46 Mazuva ose vairamba vachiungana pamwe chete mutemberi. Vaimedura chingwa mudzimba dzavo uye vachidya pamwe chete nomufaro uye nomwoyo wakanaka,

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 2

Maonero Mabasa Avapostori 2:46 akapoteredza