Mabasa Avapostori 20:16 BDMCS

16 Pauro akanga afunga zvokupfuura napaEfeso nechikepe achiitira kuti vasapedza nguva vari munyika yeEzhia nokuti akanga achimhanyira kusvika kuJerusarema, kana zvaibvira, nezuva rePendekosti.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 20

Maonero Mabasa Avapostori 20:16 akapoteredza