16 Vamwe vadzidzi vokuKesaria vakatiperekedza vakatisvitsa kuimba yaMunasoni, uko kwataifanira kundogara. Iye akanga ari murume aibva kuSaipurasi uye ari mumwe wavadzidzi vokutanga.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 21
Maonero Mabasa Avapostori 21:16 akapoteredza