Mabasa Avapostori 21:28 BDMCS

28 vachishevedzera vachiti, “Varume veIsraeri, tibatsirei! Uyu ndiye murume anodzidzisa vanhu kwose kwose zvinopesana navanhu vokwedu, murayiwo wedu uye nenzvimbo ino. Zvisati zviri izvozvo zvoga, akapinza vaGiriki muruvanze rwetemberi akasvibisa nzvimbo iyi tsvene.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 21

Maonero Mabasa Avapostori 21:28 akapoteredza