12 “Murume ainzi Ananiasi akauya kuzondiona. Akanga akazvipira pakunamata Mwari nokucherechedza murayiro uye aikudzwa zvikuru navaJudha vose vaigaramo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 22
Maonero Mabasa Avapostori 22:12 akapoteredza