Mabasa Avapostori 23:12 BDMCS

12 Fume mangwana vaJudha vakaita rangano vakazvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 23

Maonero Mabasa Avapostori 23:12 akapoteredza