Mabasa Avapostori 23:5 BDMCS

5 Pauro akapindura akati, “Hama dzangu, ndanga ndisingazivi kuti ndiye muprista mukuru; nokuti kwakanyorwa kuchinzi: ‘Usataura zvakaipa pamusoro pomubati wavanhu vako.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 23

Maonero Mabasa Avapostori 23:5 akapoteredza