1 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokusvika kwake munyika iyo, Fesitasi akakwira kubva kuKesaria akaenda kuJerusarema,
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 25
Maonero Mabasa Avapostori 25:1 akapoteredza