17 Pavakauya pano neni, handina kunonotsa nyaya iyi, asi ndakadana dare pazuva rakatevera ndikarayira kuti munhu uyu apinzwe mudare.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 25
Maonero Mabasa Avapostori 25:17 akapoteredza