Mabasa Avapostori 25:20 BDMCS

20 Ndakashaya ruzivo rwokuferefeta nyaya dzakadai; saka ndakabvunza kana aida hake kuenda kuJerusarema kuti andotongwa ikoko pamusoro pemhosva idzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 25

Maonero Mabasa Avapostori 25:20 akapoteredza