22 Ipapo Agiripa akati kuna Fesitasi, “Ndingada kunzwa munhu uyu pachangu.” Akapindura akati, “Muchamunzwa mangwana.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 25
Maonero Mabasa Avapostori 25:22 akapoteredza