24 Fesitasi akati, “Mambo Agiripa nemi mose muri pano nesu, muri kuona munhu uyu! Ungano yose yavaJudha yakandikumbira pamusoro pake muJerusarema uye nomuno muKesaria, vachidanidzira vachiti haafaniri kutongoramba ari mupenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 25
Maonero Mabasa Avapostori 25:24 akapoteredza