Mabasa Avapostori 26:16 BDMCS

16 Zvino chisimuka umire netsoka dzako. Ndazviratidza kwauri kuti ndikugadze somuranda uye sechapupu chezvawaona kwandiri uye nezvandichakuratidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 26

Maonero Mabasa Avapostori 26:16 akapoteredza