Mabasa Avapostori 26:20 BDMCS

20 Ndakatanga kuparidza kuna avo vaiva muDhamasiko, nokuna avo vaiva muJerusarema nomuJudhea yose, uye nokuvaHedheniwo kuti vatendeuke vadzokere kuna Mwari vagoratidza kutendeuka kwavo namabasa avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 26

Maonero Mabasa Avapostori 26:20 akapoteredza