2 Takakwira chikepe chaibva kuAdhiramitiami chakanga chava kuenda nomunzvimbo dzaiva kumahombekombe enyika yeEzhia, ndokubva taenda kugungwa. Takanga tiina Arisitako, muMasedhonia aibva kuTesaronika, pamwe chete nesu.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 27
Maonero Mabasa Avapostori 27:2 akapoteredza