Mabasa Avapostori 27:21 BDMCS

21 Shure kwokunge vanhu vagara nguva refu vasina zvokudya, Pauro akamira pamberi pavo akati, “Varume, maifanira kunge makateerera zano rangu rokuti murege kubva paKirete; ipapo mungadai makazviponesa pakuparadza nokurasikirwa uku.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 27

Maonero Mabasa Avapostori 27:21 akapoteredza