Mabasa Avapostori 3:13 BDMCS

13 Mwari waAbhurahama, Isaka naJakobho, Mwari wamadzibaba edu, akudza muranda wake Jesu. Makamuendesa kundourayiwa, uye imi makamuramba pamberi paPirato, kunyange akanga afunga kumuregedza hake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 3

Maonero Mabasa Avapostori 3:13 akapoteredza