Mabasa Avapostori 3:2 BDMCS

2 Zvino mumwe murume akanga aberekwa ari chirema, aitakurwa achiendeswa pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye aiiswa ipapo mazuva ose kuti apemhe kuna avo vaipinda mutemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 3

Maonero Mabasa Avapostori 3:2 akapoteredza