Mabasa Avapostori 3:26 BDMCS

26 Mwari akati amutsa muranda wake, akatanga kumutuma kwamuri kuti akuropafadzei nokukutendeutsai mumwe nomumwe wenyu kubva panzira dzenyu dzakaipa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 3

Maonero Mabasa Avapostori 3:26 akapoteredza